Mayaka

Kubva Wikipedia

Mayaka izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Keganda Mayaka, Jared Mayaka, Purity Mayaka; John Mayaka.
  • Mazita ari pedyo: Chiwaka, Chiyaka.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero vanoti yaka (v.i. burn, blaze). Mamwe mazwi: oru-yaka (n. flame). VaShambala vanoti kuwaka (to burn, blaze) kureva kutsva.
  • Taita vanoti kuwaka (v. to flame) kureva kuririma. VaTiriki vanoti khwaka (to burn, to glow, to give light).
  • BaKalanga vanoti chibaka (time) kureva nguva. VaLomwe vanoti owaka (v. scrape) kureva kukwenga kana kupara.