Chiwaka sezita

Kubva Wikipedia

Chiwaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Justin Chiwaka, Lameck Chiwaka, Walter Chiwaka.
  • Mazita ari pedyo: Chiyaka, Mayaka.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • VaShambala vanoti kuwaka (to burn, blaze) kureva kutsva. VaTiriki vanoti khwaka (to burn, to glow, to give light).
  • Luganda vanoti okwaka (v. burn, blaze, flame, flare; glow; shine, aglow) kureva kubvira.
  • Taita vanoti kuwaka (v. to flame) kureva kuririma. Bukusu vanoti khuu.aka (be too large for, be unable to fit in).
  • MaZulu vanoti waka (v. Defraud in business, cheat) kureva kubirira. MaZulu vanoti uwaka (n. Cheat, defrauder (in trade), sharper (in business)
  • BaKalanga vanoti chibaka (time) kureva nguva. VaLomwe vanoti owaka (v. scrape) kureva kukwenga kana kupara.