Chiyaka

Kubva Wikipedia

Chiyaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Walter Chiyaka; Tonderai Chiyaka; Tanaka Chiyaka; Teclar Chiyaka.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Nsenga vanoti yaka (burn). Mamwe mazwi: yasha (burn, chafe, inflame).
  • MaZulu vanoti isiyaka (Bunch of feathers worn behind the head) kureva minhenga inopfekwa kugotsi.
  • Sangho vanoti yaka (n. any cultivated area: field, plantation, garden; orchard; a plantation) kureva munda.
  • VaVenda vanoti tshiakha (n. sternum - flat bone located central part of chest).