Mawuto Anorinda Nyika

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMawuto ehondo)

Mawuto Anorinda Nyika (n. Defence Forces) kana mawuto ehondo vanhu vanoita basa rekudzivirira nyika kuvavengi vachigara vakagadzirira kurwira nyika nezvombo.

  • Kune mawuto vanoshanda vari pasi.
  • Kune mawuto vanoshandisa ndege.
  • Kuoitawo mawuto vanobata vari pagungwa.

Chipiko zvinoreva mabasa anoitwa nechinangwa chokuchengetedza vangava vannhu, nzvimbo, chivakwa kana musha kubva kunjodzi kana kurwiswa nevavengi. Shoko iri tinokwanisa kurishandisa kuturikira security forces, kuChiShona tobva tati mawuto echipiko.

Boka rePfumo, bokora (regiment). Nhungamiri (advance guard) apa kureva boka remawuto vakatungamiri kunorwa hondo.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazwi anoti: rupingo namupingi anenge anotodzana nerukuti nyamupingidza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGiryama vanoti kurinda (defend). VaGiryama vanoti muk'ondo (soldier, warrior) vachireva musoja.
  • MaZulu vanoti isifuba (Central or main part of an army (as distinguished from the 'horns'); central part of a country). VaVenda vanoti mmbi (n. army).
  • MaZulu vanoti viva (Form in bodies or troops, come together in a company, mobilize) kuungana semawuto. Zvimwe: viva (Concentrate upon ; do with energy, exertion) kureva kubindikita.
  • MaZulu vanoti butha (1. Gather together, 2. Recruit, enrol in a regiment) kureva kuunganidza. Mamwe mazwi: buthana (1. Come together, gather in a crowd, assemble).
  • VaChewa vanoti gulu (audience; assembly, regiment of soldiers, troop of animals or people). Sokuti gulu la ankhondo - regiment of soldiers.