Chipiko

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chipiko zvinoreva mabasa anoitwa nechinangwa chokuchengetedza vangava vannhu, nzvimbo, chivakwa kana musha kubva kunjodzi kana kurwiswa nevavengi. Shoko iri tinokwanisa kurishandisa kuturikira security forces, kuChiShona tobva tati mawuto echipiko. Mawuto echipiko anosanganisira mawuto ehondo, mawuto echipurisa, mawuto ezvemajeri uye mawuto evasori.