Chipiko

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMawuto echipiko)

Chipiko zvinoreva mabasa anoitwa nechinangwa chokuchengetedza vangava vanhu, nzvimbo, chivakwa kana musha kubva kunjodzi kana kurwiswa nevavengi. Shoko iri tinokwanisa kurishandisa kuturikira security forces, kuChiShona tobva tati mawuto echipiko. Mawuto echipiko anosanganisira mawuto ehondo, mawuto echipurisa, mawuto ezvemajeri uye mawuto evasori.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaMaconde vanoti obupiko kana obupitsi (n. strategy, artifice).
  • VaMaconde vanoti obupiko (n. a strategy, an artifice).