Makota sezita
Mataridziko
Makota izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Makota (councillor, minister) zvinoreva sadare ari mumiriri wedunhu.
- Vanhu vane zita iri: Jacob Makota; Esau Makota; Mutsa Makota; Gillian Makota.
- Mazwi ari pedyo: Chikota, Mukoto, Chakota, Kakota.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaTsonga inoti kota (n. manager) kureva maneja. Hadiyya inoti k'oota (n. marriage gift; wedding gift; dowry).
- Sangho vanoti kota (big, large, enormous, important, superior) kureva huru. Mamwe mazwi: kota zo (n. dignitary, elder, important person).
- Kimbundu vanoti makota (n. advisors, ministers; elders). Mamwe mazwi: makota (n. bigger, main, superior, major, head) kureva chikuru.
- Swahili vanoti kota kana makota (a type of millet chewed like sugar-cane) kureva ipwa.