Chakota sezita
Mataridziko
Chakota izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Alan Chakota, Keddy Chakota; Helen Chakota.
- Mazwi ari pedyo: Makota, Mukoto, Chikota.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.