Chikota sezita
Mataridziko
Chikota izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Jabulani Chikota, Sharon Chikota; Patricia Chikota.
- Mazita ari Pedyo: Makota, Chakota; Rukota.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Sangho vanoti kota (big, large, enormous, important, superior) kureva huru. Mamwe mazwi: kota zo (n. dignitary, elder, important person).
- Sangho vanoti kota maboko (n. thumb). Maconde vanoti chikota (sweet millet stalk) kureva ipwa.
- Kimbundu vanoti ukota (superiority). Mamwe mazwi: kikota (n. old) kureva chitsaru.
- Kimbundu vanoti rikota (the oldest, the biggest, the biggest, the superior, above in hierarchy).
- Kinande vanoti erikota (mature, become very old; last a long time in human life, animal or vegetable).