Svetuka kuchirochemo

Mukoto sezita

Kubva Wikipedia

Mukoto izita remhuri muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Mike Mukoto; Joseph Mukoto; Risper Mukoto; Admire Mukoto.
  • Mazwi ari pedyo: Makota, Chakota, Chikota.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGungu vanoti bukooto (n. largeness, bigness, fatness). Mamwe mazwi: kikooto (adj. large).
  • VaGungu vanoti mukooto (large or fat person). Mamwe mazwi: gakooto kana itaka likooto (n. sea, ocean).
  • VaNande vanoti omukoto (n. exisitence). Duala vanoti mukoto (n. curve; winding) vachireva kukota.