Makonde

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Makonde inzvimbo inowanikwa kuMashonaland West.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLozi vanoti likonde (banana) kureva bhanana.
  • VaFwe vanoti konde (banana) kureva bhanana.
  • Mururimi rweLenje vanoti likonde kana makonde pahuwandu (trunk of banana tree) kureva hunde yemubhanana.
  • VaChewa vanoti konde kana makonde pahuwandu (tribal tattoo marks).
  • VaShambala vanoti konde (fist).
  • Mururimi rweKikongo vanoti ekonde (n. net for animals). Mukutaura vaKongo vanowanzosiya e anovamba mazwi anenge ekonde.