Ruvengo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuvenga)

Muvengi zvinoreva munhu waune ruvengo naye, ari munhu anokushuvira zvisina kururama kana anoronga zvisina kunaka pamusoro pako. Muvengi angava munhu mumwe kana boka revanhu raunovenga kana kuvengana naro. Sokuti munguva iyo Zimbabwe yaitongwa nevapambevhu vekubva Britain, varungu ava vaitariswa semuvengi zvikurusei pakurwiwa kwehondo.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Iwewe mukunda wedu, ita mai wemakumi emazana gumi, nemibarirwana yako ngainyise eavo vanoinyenya! (Genesis 24:60 Bhaibheri reChiNdau).
  • Zvino Isau wakanyenya Jakob ngendaa yechifumiso chaakafumiswa ndicho ndibaba ake: Esau hated his brother because of the blessing his father had given him (Genesis 27:41 Bhaibheri reChiNdau).
  • ... Mambo wangu, hope ngadziitike kwevari avo vanokunyenya, nokududzirwa kwadzo kumagaa ako: My lord, if only the dream applied to your enemies and its meaning to your adversaries (Daniel 4:19, Bhaibheri reChiNdau).
  • Isu tine mafi bedzi, asi ivo vano upandu: we are just not on speaking terms, but they have real enmity.

Zvirevo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Wavengwa, anhuhwa. He who is hated stinks.
  • Kuvengana hakupi chiro, nyama inodyiwa yaswera pachoto. Hatred brings no reward; meat is eaten after it has spent a day on the fire.
  • Nharo imhanjire. Quarrelsomeness breeds hatred.
  • Nharo dzinoparira muviri maronda. Quarrels cause physical injury.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaYao vanoti kuwengana (to be at variance with one another; conflict) vachireva kupokana.
  • VaLunda neVaLenje ruvengo runonzi chipato kana chipatano - (hatred, dislike, feud).
  • Bemba inoti pata (detest, hate). Mamwe mazwi: lupato (hatred) kureva ruvengo. Nyakyusa inoti benga kureva kuvenga.
  • VaTonga vanoti zonda (v. hate) kureva kuvenga kana kuzvonda. Lozi vanoti sitela (n. hatred, spite, malice) kureva ruvengo.
  • MaZulu vanoti zonda (v. 1. dislike, hate, 2. covet , be jealous of). Mamwe mazwi: isizondo (n. Grudge, malice, animus, animosity) kureva chizvondo.