Nyimo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Nyimo dzichangobva kudzurwa
Nyimo dziri mumunda

Nyimo (bambara groundnut) idzinde rinobereka michero pasi pevhu rinokura kuyenzana nedzinde renzungu. Nyimo dzinonzi dzakabva kumatundu eAfrica ari kumadokero.

Mufote (Bambara groundnuts prepared as food for a journey by being mixed with salt and water and placed on fire till the water has evaporated) - apa kureva nyimo dzakabikwa nokufashaidzwa mumvura kudzamara mvura yapwa, dzinowanobikwa sembuva yeparwendo.

Marudzi eNyimo[chinja | edit source]