Svetuka kuchirochemo

Kapandira

Kubva Wikipedia

Kapandira izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Rumbidzo Kapandira; Peter Kapandira; Abigail Kapandira; Martha Kapandira.
  • Mamwe mazita ari pedyo: Mupandiri, Mupandira, Mupandi naMupando.
  • Tarisai chinyorwa chinonzi mbeu.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Swahili inoti mpando (1. act, time, method of planting, sowing. 2. row of plants. 3. furrow, bed).
  • Xilenge inoti payela (v. dig & plant at the same time). BaKalanga inoti pandila (v. to plough dry soil, without moisture).
  • Swahili vanoti mpanda, mpandaji, mpaneli, mpanzi (planter, sower) kureva uyo anodyaira kana mudyari.
  • Swahili vanoti panda kana pandika (sow, plant; grow, raise plants). VaSwahili]] vanoti pandikiza (plant out, transplant seedlings).
  • Lozi vanoti panda (prepare medicine - drug, charm, poison). Mamwe mazwi: pandila (use drugs for or against; apply medicine or bandage).