Mhunga

Kubva Wikipedia
Mhunga iri kurimwa kuUSA

Mhunga (pearl millet or bulrush millet) imwe yembeu dzetsanga diki inorimwa mumatunhu anonaya mvura shoma munyika yeZimbabwe. Inodikanirwa nyaya yayo yokusateteta zuva. Inotsungirira chero kukasanaya mvura yakawanda. Imbeu zvakare inokurudzirwa kurimwa munguva ino yekushanduka kwemamirire ekunze.

Mhando dzeMhunga[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nyanzvi yeKurima muZimbabwe ichimema mhunga

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Butu, mabutu, kana guva (1. Husk or bran of bulrush millet or sorghum; 2. M Husk of maize grain.
  • Gomara (Parasitic infection of bulrush millet).
  • Gwindi, magwindi, mazungu kana hundi (Chaff (at threshing) of finger-millet, bulrush millet and sorghum.


Izwi rokuti mazungu rinotaurwa kuChiNdau -

  • Zvino simbi, dongo, thusi, sirivha nomukore, zvakaputswa zveshe kuita zvigurwa, zvikadai ngemazungu embuwa yepachirimo: Then all the parts shattered simultaneously—iron, clay, bronze, silver, and gold. They became like chaff, left on summer threshing floors (Daniel 2:35, muBhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]