Gorosi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Wheat-haHula-ISRAEL.JPG

Gorosi (Wheat in English) idzinde rinoita mbeu dzinokuyiwa kuita hupfu hunobikwa chingwa

Butu kana mabutu (husk or bran of maize, millet or sorghum) zvinoreva gufu rembesa dzinoti mupunga, gorosi, chibage kana zvimwe zvirima zvine tsanga.