Mburungwagama rekuchamhembe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti mburungwagama rekuchamhembe kana mburungwagama yezasi southern hemisphere rinoreva chikamu chePasirose chiri kuchamhembe kwemuenzanisi. Nokumwe kutaura panokwanisa kunzi kuchamhembe kwemuenzanisi.