Fur

Kubva Wikipedia

Fur mutauro unowaikwa kuSudan unotaurwa nerudzi rweFur kudunhu reDarfur.

  • Fur inoti ume (n. fog, mist) kureva mhute.
  • Fur inoti duo (n. person) kureva munhu.
  • Fur inoti tɔŋ (n. an old house) kureva imba tsaru. Fananidzai nokuti dongo.
  • Fur inoti sikka (sharp) kureva rakapinza.
  • Fur inoti kurra (tall) kureva refu.
  • Fur inoti appa (big) kureva hombe.
  • Fur inoti kwede (n. boy) kureva mukomana.
  • Fur inoti jitti (ugly) kureva kushata.
  • Fur inoti utu (n. fire) kureva moto.
  • Fur inoti ngora (n. hill) kureva chikomo.
  • Fur inoti tong (n. house) kureva imba.
  • Fur inoti doonga (hard) kureva hukukutu.
  • Fur inoti dua (n. eagle) kureva chapungu.
  • Fur inoti dua (n. headpad) kureva hata.
  • Fur inoti dei (n. ant) kureva svosve.
  • Fur inoti puro (n. beard) kureva ndebvu.
  • Fur inoti ari (n. forehead) kureva huma. Mamwe mazwi: ari (thing) kureva chinhu.
  • Fur inoti roo (n. well) kureva tsime.
  • Fur inoti koro (n. water) kureva mvura.
  • Fur inoti kirro (green) kureva grin.
  • Fur inoti duwo (n. man) kureva murume.
  • Fur inoti uri (n. desert) kureva gwenga.
  • Fur inoti diya (n. bird) kureva shiri.
  • Fur inoti pukka (red) kureva tsvuku.
  • Fur inoti jitti (v. hate) kureva kuvenga.


[1]

  1. https://rc.library.uta.edu/uta-ir/bitstream/handle/10106/1064/umi-uta-2172.pdf?sequence=1&isAllowed=y