Fungwa
Fungwa kana Ula mutauro weAfrika unowanikwa kuNigeria.
Mazwi Anotodza Bantu[chinja | edit source]
- Fungwa vanoti bàbà (n. father) kureva baba.
- Fungwa vanoti jà (v. eat) kureva kudya.
- Fungwa vanoti kʷèdé (n. basket) kureva bhasiketi. Fananidzai nokuti mukwende?
- Fungwa vanoti lala (n. dream) kureva kurota.
- Fungwa vanoti pítà (v. pass) kureva kudarika.
- Fungwa vanoti táàtu kana tátù (n. three) kureva tatu.
- Fungwa vanoti túmɛ́ (v. sent) kureva kutuma.
- Fungwa vanoti vátù (n. 1. man; 2. person) kureva munhu.
- Fungwa vanoti wà (n. dog) kureva imbwa.
Mamwe Mazwi[chinja | edit source]
- Fungwa vanoti bókà (n. friend) kureva shamwari.
- Fungwa vanoti dʒá (n. egg) kureva zai.
- Fungwa vanoti dʒégʷù (n. chin) kureva chirebvu.
- Fungwa vanoti dʒìkí (n. body) kureva muviri.
- Fungwa vanoti dʒúwɛ̀ (n. caterpillar) kureva gonye.
- Fungwa vanoti gata (n. heart) kureva moyo.
- Fungwa vanoti gã́wṹ (adv. loud).
- Fungwa vanoti géjè (n. bean) kureva bhinzi.
- Fungwa vanoti gíwà (n. elephant) kureva nzou.
- Fungwa vanoti gʷámà kana gʷàmô (n. king) kureva mambo. Fananidzai nokuti hwami?
- Fungwa vanoti hátà (n. people) kureva vanhu.
- Fungwa vanoti kàkà (n. grandfather) kureva sekuru.
- Fungwa vanoti kʷẽ́dè (n. skirt) kureva siketi.
- Fungwa vanoti pé; pẽ́ńdé kana pṍńdé (1. there; 2. road).
- Fungwa vanoti sã̀nã́ (n. trade) kureva kushavana.
- Fungwa vanoti sã́nĩ̀ (n. ladder) kureva manera.
- Fungwa vanoti sɛ́lɛ̀ (n. money; festival) kureva mari.
- Fungwa vanoti sòkòtó (n. trouser) kureva mudhebhe.
- Fungwa vanoti tapi (n. copulation).
- Fungwa vanoti tṹmɛ̃́ (v. farm) kureva kurima.
Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org.