Darare

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Darare izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: kuna Killian Darare anotaurwa muimbi wenziyo dzeChiKristu muZimbabwe.
  • -dara (be clear, understandable - of speech) zvichireva kutaura zvakajeka zvinonzwisisika. Zvichida ndipo panobva zita rokuti Darare?

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaDigo vanoti dalali kana madalali (land agent; person who sells land or property for others) kureva munhu anotengesa ivhu kana nhumbi.