Dara

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Dara rekuMunda (a platform in field for watchers of crops).
  • Dara reNdiro (1. A shelf high and wide in hut; 2. A shelf for drying out dishes outside).
  • Dara reChibage (a storage platform for harvested crops especially maize).


  • -dara (be clear, understandable - of speech) zvichireva kutaura zvakajeka zvinonzwisisika. Zvichida ndipo panobva zita rokuti Darare? Nhari (eloquent speaker).
  • Hwarasanza kana dara (platform, scaffold, table) kutaura chivakwa chiri pakakwirira chine mapango akatsigira sedara.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaGanda vanoti dara (ladder; step; stair; scaffold).
  • VaGwere vanoti idaala kana madaala (1. ladder, step, stair. 2. status, level, rank, stage, gradation, step; relative position in a graded series) kureva dara.
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti urutara (bed made of poles and rope).



Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.