Svetuka kuchirochemo

Chirundu sezita

Kubva Wikipedia

Chirundu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kinyarwanda inoti kurunda (to pile together, heap). Ila vanoti ilunda (a big heap) kureva zimurwi. Kimbundu vanoti kulunda (v. keep, conserve, preserve, maintain).
  • KiKagulu inoti dilundo (n. heap) kureva murwi. Mamwe mazwi: (v. 1. to hoard, be a miser; 2. to assemble, collect).
  • Umbundu inoti ondunda (pile) kureva murwi. Kinande inoti ekirunda (n. a heap of stones; type of sweet potato).
  • VaTonga inoti idundu kana malundu pakuwanda (n. a hill) vachireva chikomo. Bemba inoti lundumalika (elevate). VaFwe vanoti rundu (n. mountain).
  • Kimbundu inoti mulundu (n. mountain; a mountain range) kureva gomo. Lenje inoti lilundu, malundu kana lundu (wild uncultivated country, open forest, wilderness)