Svetuka kuchirochemo

Chirunda sezita

Kubva Wikipedia

Chirunda izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kinyarwanda inoti kurunda (to pile together, heap). Baila vanoti ilunda (a big heap) kureva zimurwi. Baila inoti kulundika (gather up; heap up, amass) kureva kuunganidza.
  • KiKagulu inoti dilundo (n. heap) kureva murwi. VaNyakyusa vanoti lundika (v. pile up). Kinande inoti ekirunda (n. a heap of stones; type of sweet potato).
  • VaKagulu inoti ku-lunda (v. 1. to hoard, be a miser; 2. to assemble, collect). Kimbundu vanoti kulunda (v. keep, conserve, preserve, maintain).
  • VaBemba vanoti cilunda (n. hive) kureva mukoko. VaZigula vanoti kilunda (n. trap for hippos). VaYao vanoti lunda (wisdom; sense).