Ndundo sezita
Mataridziko
Ndundo izita remhuri rinowanikwa kuAngola neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Maria Ndundo; Laurenco Ndundo; Bahati Ndundo; Felisca Ndundo.
- Mazwi ari pedyo: Ndunda sezita, Chirunda sezita, Murunda sezita, Marunza sezita, kurunza, Chirundazi sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kinyarwanda inoti kurunda (to pile together, heap). Ila vanoti ilunda (a big heap) kureva zimurwi. Kimbundu vanoti kulunda (v. keep, conserve, preserve, maintain).
- KiKagulu inoti dilundo (n. heap) kureva murwi. Mamwe mazwi: (v. 1. to hoard, be a miser; 2. to assemble, collect).
- Umbundu inoti ondunda (pile) kureva murwi. Kinande inoti ekirunda (n. a heap of stones; type of sweet potato).