Chirundu
Mataridziko
- Chirundu (a line-up; a queue).
- Chirundu (Island) zvinoreva chitsuwa kuChiNdau..
- Chirundu, Zimbabwe iguta riri muZimbabwe.
- Chirundu sezita
- Chirundu (n. Mountain range; sierra).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaLenje vanoti lilundu, malundu kana lundu (wild uncultivated country, open forest, wilderness) vachireva nyika isina kurimwa kana sango.
- VaTonga vanoti idundu kana malundu pakuwanda (n. a hill) vachireva chikomo.
- VaBemba vanoti lundumalika (elevate). VaFwe vanoti rundu (n. mountain).
- Kimbundu vanoti mulundu (n. mountain; a mountain range) kureva gomo.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |