Chirundu, Zimbabwe
Mataridziko
Chirundu inzvimbo iri kumusoro kweZimbabwe pamuganhu neZambia. PaChirundu pane zambuko rinoyambuka Rwizi Zambezi tichipinda muZambia.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaTonga vanoti chilundu (a hill) kureva chikomo. *Baila vanoti ilundu (n. mountain) kureva gomo.
- VaMambwe vanoti mulundu (a rise in ground between two rivers, dry land, as opposed to swamps, inundated prairies).
- VaMambwe vanoti -lundumalika (to raise, make higher) vachireva kusimudza mudenga.
- VaMambwe vanoti imilundu (n. hillocks) kureva tukomo. Kimbundu vanoti mulundu (n. mountain) kureva gomo.
- VaLenje vanoti lilundu, malundu kana lundu (wild uncultivated country, open forest, wilderness) kureva sango kana nyika isingarimwe.