Svetuka kuchirochemo

Chirimuta

Kubva Wikipedia

Chirimuta izita rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tawanda Chirimuta; Tinotenda Chirimuta; Nyasha Chirimuta.
  • Zita riri pedyo: Chirimuuta.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Venda inoti muta (n. family, household; courtyard; family of grasses) kureva mhuri kana chivanze. Lunda kuta (n. o set a trap, to cacth fish, to tell a story).
  • Kikongo inoti ta kana to (n. the body, trunk, part or portion of the body, a limb, member, joint of meat) kureva muviri kana mutezo wemuviri.
  • Fwe vanoti ruta (n. crack) vachireva mutsemu. Herero vanoti omu-ta (n. fracture; crevice; cleft; fissure; gap; chink; chap; breach).
  • Sangho inoti ta (n. pot; kettle) kureva poto. Gbeya inoti ta kureva ibwe. Hadiyya inoti muuta (n. things, goods, property, furniture, dowry, tool).