Mukota sezita
Mataridziko
Mukota izita remhuri rinowanikwa muZambia.
- Vanhu vane zita iri: Moses Mukota, Blesswell Mukota; Mukota Banda.
- Mazwi ari pedyo: Chikota; Chakota, gurukota.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.