ChiMuyang
Mataridziko
Muyang mutauro unowanikwa pedyo neguta rinonzi Tokombéré riri mudunhu rinonzi Mayo-Sava kumusoro kwe Cameroon.
Mamwe Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Muyang vanoti baba (n. mode of address from chld to father) kureva baba.
- Muyang vanoti ndam (n. people) kureva vanhu. Mamwe mazwi: kus-kus (n. flower of a cereal).
- Muyang vanoti sara (mod. thin and straight). Mamwe mazwi: sere (mod. thin, straight and small).
- Muyang vanoti javar (n. guinea fowl) kureva hanga. Mamwe mazwi: sedi (n. winess).
- Muyang vanoti jekukwa (n. mod. standing, upright) kureva kumira wakarungama.
- Muyang vanoti jiriri (n. truth) kureva chokwadi. Mamwe mazwi: gwelele (n. aluminium).
- Muyang vanoti gomso (n. mouse) kureva mbeva. Mamwe mazwi: kwarar (id. dragging).
- Muyang vanoti dalaka (n. n. area in front of a house) kureva chivanze. Mamwe mazwi:
- Muyang vanoti dala (earth, yard, settlement area). Mamwe mazwi: seki (n. mockery).
- Muyang vanoti dandara (mod. damp) kureva mutotera. Mamwe mazwi: madara (n. iron bracelet).
- Muyang vanoti dandaɓ (n. green millet stalk (not yet dried out)) kureva gunde remhapfunde.
- Muyang vanoti njarawa (n. loosely-woven bag made from bark of a tree) kureva nhava.
- Muyang vanoti tala (mod. very white). Mamwe mazwi: gela (mod. just, simply).
- Muyang vanoti chilera (mod. weak). Mamwe mazwi: enji (adj. first).
- Muyang vanoti mbiki (n. fox) kureva mboi. Mamwe mazwi: nini (that - near).
- Muyang vanoti manjaɓara (n. somthing poorly ground). Fananidzai nokuti kumanza.
- Muyang vanoti muŋguva (n. crowd, assembly) kureva gungano.
- Muyang vanoti fasa-fasa (n. . multitudinous) kureva gurusvisvi. Fananidzai nokuti mafashamo?
- Muyang vanoti ferera (adj. entirely) kureva zvachose. Mamwe mazwi: baŋguz (n. handle).
- Muyang vanoti mandaza (n. rust) kureva ngura. Mamwe mazwi: mandava (n. scar) kureva gobvu.
- Muyang vanoti manjawanjawa (n. dragonfly) kureva mukonikoni.
- Muyang vanoti jiba (n. clan) kureva dzinza. Mamwe mazwi: jiki (n. hem) kureva mupendero.
- Muyang vanoti jik (adj. upright) kureva kurungama. Mamwe mazwi: jik (childless) kana kusava nemwana.
- Muyang vanoti jur (v. choose from among) kureva kushara. Mamwe mazwi: sarta (n. season).
- Muyang vanoti mazata (n. porch). Mamwe mazwi: mazavani (likeness) kureva mufananidzo.
- Muyang vanoti ndeva (adj. straight). Mamwe mazwi: satata (n. flat with defined baundaries e.g. grinding stone).
- Muyang vanoti para (n. side) kureva divi. Mamwe mazwi: tura (id. wide).
- Muyang vanoti suwa (n. well; water-hole) kureva tsime.
- Muyang vanoti setit (n. flat, large and with out limits). Mamwe mazwi: sewiya (n. game; play).
- Muyang vanoti sur kana sulur (id. going down) kureva kudzika.
- Muyang vanoti tar (mod. layer). Mamwe mazwi: kerewa (mod. covering thinly).
- Muyang vanoti tumbukwa (mod. describes a silent person, one who does not habitually reply) kureva munyarari.
- Muyang vanoti viz (id. throwing) kureva kukanda. Fananidzai nokuti kuvhizura?
- Muyang vanoti zuk (mod. for a moment). Mamwe mazwi: tusa (id. separate).
- Muyang vanoti ɓal (mod. few, a little) kureva shoma. Mamwe mazwi: ɓal (v. shoot, sting, bud).
- Muyang vanoti gwendele (n. Bruce's green pigeon). Mamwe mazwi: gwar (prep. towards).
- Muyang vanoti kaŋ-kaŋ (mod. hard) kureva chikukutu. Mamwe mazwi: makoya (deafness, dumbness, innocence).
- Muyang vanoti pakama (n. mouth; speach) kureva muromo. Mamwe mazwi: fʉwa (adj. en masse).
- Muyang vanoti lʉwa (mod. in good accord). Mamwe mazwi: mara (n. twin) kureva mupatya.