Svetuka kuchirochemo

Nhava

Kubva Wikipedia

Nhava (bast string bag) imhando yebhegi rinorukwa nerwodzi rwakakoswa kana kurukwa nemakonje akakuruzwa.

Zvirevo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Usatsvaga nhava muuswa iro sora ratsva. Do not look for a string bag in the grass when the grass has been burnt.
  • Usaruka nhava rutsva rwatsva. Never weave a string bag after a veld fire.