Shoma
Mataridziko
Izwi rokuti shoma (few) rinoreva kuti zvinhu hazvina kuwanda, izvi zvingava zvinhu zvinoverengeka semari kana zvisingaverengeke semvura.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vatauri veOshindonga vanoti -shona (few, small) kureva chiduku kana zvishoma.
- VaKwere vanoti -dodo (few, little) kureva zvishoma kana chidoko.
- Chewa vanoti chepa (to be too few, to be diminished; little). Kuchepetsa (cause to be small or diminished).
- Chuwabo vanoti vangoono (few, little) kureva zvishoma kana chidoko.