Category:Kupatsanura

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chiri kuunganidza mashoko eChiShona anoreva chiito chokonzera kuti chinhu changa chiri chimwe chive zviviri kana zvinodarika zviviri. Mashoko aya anosanganisira kubvarura, kutyora, kukwachura, kusvuura, kugera, kumweta, kutema, kutsemura, kugaya, kukuya, kukamura, zvichingodaro. Zvakakosha kuti mashoko aya aunganinzwe pamwe achidudzirwa zvaanoreva, kuchitaurwa mashandisirwo awo. Kudzidza kwose kunoitwa kuchikoro, mumhuri, kuKereke, kudzimba, kumabasa kune chekuita nokugona kupatsanura zvinoreva mashoko anoshandiswa uye kutaura kuti anoreveyi. Zvichinge zvamira zvakadaro kunzwisisana kunova nyore, uye munhu anokwanisa kutumwa achinoitwa sekutaura kwaita iye amutuma.

Mazanhi ari mumupanguro "Kupatsanura"

14 Mazanhi anotevera ari mumupanguro unowu, pakati pehwerengo ye 14.