Kukwatanura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kukwatanura (separate flakes or sheets of material) zvinoreva kupatsanura chinhu chine chuumbiko chinenge chegwati kana rata.

Mitauro yeChiBantu[chinja | edit source]

  • VaLubwisi vanoti kukwata (v. seize; hold; catch; capture; arrest).
  • VaKongo vanoti kwata (to hold) kureva kubata.
  • VaLubwisi vanoti kukwataana (be together, connected, related).
  • VaLubwisi vanoti kukwatani̱ya (v. 1. link; connect; join; attach; 2. glue together; hold together; fix together).
  • VaFwe vanoti kubatura (to separate) vachireva kupatsanura.