Kukuya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kukuya (grinding on stone) zvinoreva kutsetsa kana kupwanya magodo kuchishandiswa patombo maviri, guyo nehuyo. Mazuvano nzungu dzinokuiwa kuita dovi; makarekare kusati kwave nezvigayo chibage chaidzvurwa chozokuyiwa kuita hupfu.

  • Morwa (Partially ground meal set aside for occasion when its final grinding will be done).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Baila vanoti mandu (coarsely ground meal) kureva hupfu hwakamanzika.