Atwot
Mataridziko
Atwot kana Reel mutauro weAfrika unowanikwa kuSouth Sudan.
Mazwi Anotodza Bantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Atwot vanoti abar (n. speed) kureva spidhi. Fananidzai nokuti kurova bara?
- Atwot vanoti caam (adv. south) kureva chamhembe.
- Atwot vanoti kuëër (n. current of river) kureva kuyerera kwerwizi.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Atwot vanoti amäl (n. sheep) kureva hwayi.
- Atwot vanoti bar (n. open water) kureva nyanza.
- Atwot vanoti bia (light; bright) kureva chiedza.
- Atwot vanoti cieen (n. blessing) kureva chikomborero. Fananidzai nokuti tsvene?
- Atwot vanoti dëŋeer (n. monkey) kureva tsoko.
- Atwot vanoti dɛ̈r (n. centre) kureva pakati.
- Atwot vanoti dör (n. tribe) kureva rudzi.
- Atwot vanoti kam (1. distance between things; 2. middle of something; 3. between).
- Atwot vanoti kaŋ (n. alcohol) kureva doro.
Muvara
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Atwot vanoti alawë (n. blue). Mamwe mazwi: adöl (adj. brown).
- Atwot vanoti bör (adj. white) kureva chena.
- Atwot vanoti cäär (adj. black) kureva nhema.
Duramazwi rinowanikwa paWebonary.