Hukama
From Wikipedia
Hukama (relationship) zvinotaura kuti vanhu ndeve mhuri imwe kana kuti mhuri dzavo dzinodzyidzana kuburikidza nkokunge dzakaroorerana. Kuroorerana kungavapo pazera riri kurarama nhasi kana kuti pamazera akafpuura.
Hama dzepedyo kunyanya ndidzo dzinoti: baba, amai, vana, mukoma, munin'ina hanzvadzi, ambuya, sekuru, murume wako, mukadzi wako.
Munhu wausina hukama naye anonzi mutorwa.
Zvirevo[chinja]
- Muimbi Oliver Mtukudzi akaimba achiti, Zvamunoona husahwira hunokunda hukama.