Murume

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Culture of DRC - farmer.jpg

Murume (man) zvinoreva mukono wemunhu akura; kana ari mudiki anonzi mukomana. Asi shoko rokuti murume rinoshandiswazve kutaura chero mukono wemunhu zvisinei kuti ane makore mangani ekuzvarwa.