Huku

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Female pair.jpg

Huku (chicken in English) ishiri inopfuyiwa pamba inowanikwa Pasirose. kune mhando zhinji dzehuku dzinochengeterwa kuita mazai uye kudyiwa nyama yadzo.

[chinja] Tsika

Tsumo - "Machongwe maviri haakukuridze pamutanda umwe".

Nyama yehuku kudya kunonaka; huku ndiyo nyama yokuti kana vaenzi vasvika inobayiwa kuchifarirwa vaenzi.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro