Ambuya

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Grandmother carrying child in Borana, Ethiopia.jpg

Shoko rokuti ambuya (grand-mother) rinoreva mukadzi akabereka baba kana kuti amai vako.

Shoko iri rinoshandisazve kureva mukadzi akaroorwa nehanzvadzi yaAmai vakakubereka.