Mukadzi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Nnenna.jpg

Mukadzi zvinoreva munhu akasikwa zvokukwanisa kutakura mwana mukati make - nokumwe kutaura anonzi muzvare. Shoko rokuti mukadzi rinonyanya kushandiswa pamuzvare akura, kana ari mudiki anonzi musikana.

[chinja] Kuzvara nokuyaruka

Nhengo dzesikarudzi dzemukadzi ndeidzo dzinoshandiswa pakuzvarwa kwemwana. Kunoitawo dzimwe nhengo dzechikadzi dzinoshandiswa pakurera mwana uye kuti dzive dzinoyevedza kumurume.

[chinja] Tsika nemabasa

Mumarudzi akasiyana vakadzi vane mabasa akasiyana zvishoma, asi mutsika zhinji vakadzi ndivo vanotarisirwa kuita mabasa ekubika; kuchenesa mumba nokutarira vana vadiki, nokushongedza mhuri.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro