Waama

Kubva Wikipedia

Waama mutauro weAfrika unowanikwa kuBenin.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Waama vanoti basi kana basima (v, make, do, take, perform) kureva kuita.
  • Waama vanoti bari kana baru (v. hate; despise) kureva kuvenga.
  • Waama vanoti bɛkɛre kana bɛkɛya (n. 1. part; 2 side) kureva rutivi.
  • Waama vanoti boma (n. life, existence) kureva hupenyu.
  • Waama vanoti cansi, cansi, cansiti (v. circumcised) kureva kudzingisa. Fananidzai nokuti Machanzi?
  • Waama vanoti cende kana cenya (ampoule on the skin).
  • Waama vanoti daka (v. put, place) kureva kugadzika.
  • Waama vanoti daaka (v. lock, attach). Fananidzai nokuti kutakanura?
  • Waama vanoti kari (v.stat seated). Mamwe mazwi: kari (v. sit) kureva gara.
  • Waama vanoti kasi (v. fast). Mamwe mazwi: kasire (v. hurry up, do quickly) kureva kukasira. Kasima (v.stat. quickly).
  • Waama vanoti kɔɔsika kana kɔɔsisu (n. the place of sale) kureva musika.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Waama vanoti citi kana citu (v. butcher; constipate) kureva kupatira. Mamwe mazwi: citima (n. constipation).
  • Waama vanoti citiri kana citite (v. unclog; invent).
  • Waama vanoti cɔka kana cɔsu (the road, the path) kureva [[]].
  • Waama vanoti daaka kana daakati (v. ravage, destroy) kureva kuparadza.
  • Waama vanoti dembi (v. taste; help someone) kureva kuraira.
  • Waama vanoti demburu kana demburuda n. lemon, orange) kureva ndimu.
  • Waama vanoti dɛɛka (n. bracelet) kureva bhengoro.
  • Waama vanoti dɔɔka kana dɔɔsu (n. the place where one cultivates) kureva munda.
  • Waama vanoti dɔɔkɛ kana dɔɔkɛ (v. hunt, return) kuvhima kana kudzoka.
  • Waama vanoti fɛɛfa (n. shame, shyness). Fananidzai nokuti Vhevha?.
  • Waama vanoti futi kana fute (v.1 create, begin, trace; 2. sink).
  • Waama vanoti kombore kana komboya (n. helmet).
  • Waama vanoti kutikire kana kutikireti (v. make many ). Mamwe mazwi: kutire (n. the crowd, the number; 2. pimples on the skin, 3. many).
  • Waama vanoti naarɛ (n. trust, faith) kureva rutendo.
  • Waama vanoti sɛkɛ kana sɛki (v. be between, be in the middle of) kureva pakati.
  • Waama vanoti sika (n. twin) kureva batya.

Duramazwi rinowanikwa paWebonary.