Machanzi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Machanzi izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Chanzi (Temporary cross-beam providing support for those erecting roof of round house). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Machanzi?

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGanda vanoti chanzi (n. a milk pot) vachireva hamiro.
  • VaSwahili vanoti chanzo (start, beginning; source; basis, foundation; cause.).