Kuredza

From Wikipedia
(Redirected from Kuraura)
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti kuredza kana kuraura (fishing) rinoreva kuteya hove kuti udzibate nechirauro.

Kubvuva zvinoreva kushandisa rutava pamvura yakadzika kuti ubate hove. Wacho anobata hove nenzira iyi anonzi mubvuvi, vawanda vonzi vabvuvi.

Chinamato[chinja | edit source]

  • Jesu akati kuvadzidzi vake "Ndichakuitai varedzi vevanhu.
  • Kune chikwata chevarume vechitendero chechiKristu vanoimba nziyo vachizvidana kunzi vabvuvi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaDigo vanoti vuwa (v. fish) kureva kubvuwa. Mamwe mazwi: mvuvi (fisherman) vachitaura mubvuwi. VaLungu vanoti ukuvuwa (to fish with a net) kureva kubvuwa.
  • VaSwahili vanoti chambo kana vyambo pakuwanda (bait, lure) kureva hwambo. VaKinande vanoti ekyambo (n. bait) vachireva hwambo.
  • VaKongo vanoti taka (a wooden hitch). VaKongo vanoti taka (a short straight piece of wood fastened in the centre to a fishing line, which when swallowed hitches crosswise, and so the fish is caught).
  • Mang'anja vanoti chiwanza (a fishnet). VaKagulu vanoti -lowa (v. fish) vachireva kuredza. Nsenga vanoti vuika (v. put in water).
  • Herero vanoti tungura kana raura (take down as something from an elevated place; bring down from a height; cause to descend).