Ruambamabari

From Wikipedia
(Redirected from Unenamabari)
Jump to navigation Jump to search

Ruambamabari (Genetics) chidzidzo chemabvumbo eropa, chinowongorora kufanana nekusiyana kuripo pakati pezvinyanhengo zvine hukama, izvi zvichibva pakupishingana kwenharaunda inoraramirwa nemabari ezvinorarama.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Chibaranye (Genome).
  • Baranyera (Genomics). (Genomics study of the structure, function, evolution, and mapping of genomes).
  • Mabari (Genes) - pahuwandu ndiro izwi rimwe.

Kupiwa kweZita[chinja | edit source]

Mitauro eBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti muyambo (traditional stories and teachings, customs of a people).
  • VaVenda vanoti luambo (n. language) kureva mutauro. Mamwe mazwi: amba (v. talk).
  • VaGiryama vanoti mbari (kindred - one's family and relations) kureva mhuri nehama.