Sleng'i ye Chishona

Kubva Wikipedia

Udorongodzwa hwe Sleng'i kana slang ye Chishona:

B[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Bhanya - kureva kuva Bho, mushe, nani (fine; okay)
  • Bvupfuwe - kureva kuwanda, ruzhinji rwezvinhu, kuva hobho (plentiful; abundance)
  • Bvoda - kureva kuti sadza iri ishoko rakabva parimwe shoko re Chishona rekuti bvuwa.

Akabva kumwe[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Bhabhidho - zvinoreva kuti bhabarasi (hangover)rakabva kuChindevele pashoko rokuti babalasi.
  • Bhizi - kureva kupinda munhamo iri rakabva kuChingezi pashoko rokuti busy.
  • Bhoziwere - kureva mupfumi; munhu akapfuma rakabva kuChingezi futi, pashoko rokuti both well.

Ch[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chabvondoka - kureva zvinhu hazvina kufamba mushe, kana kuenda sazvangazvichidiwa (zvikuenda haywire)
  • Chidhuura - kureva chinhu chifongkong (fake; not original)

Akabva kumwe[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chakala - kureva kuti zvinhu zvisina kumira mushe, rakabva kuChingezi pashoko rokuti colour.
  • Chidhenja - iri ishoko rinoshandiswa kuvanhukadzi nevanhurume, rinobva pashoko rokuti danger reChingezi.
  • Clobha - kureva mbatya, hembe iri rinobva paChingezi zve, pashoko rinoreva kuti clothes.

D[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Dinga - kureva munhu ari (foolish, backward person), musasanganisa shoko iri nerekuti kudinga.
  • Duzumani - (foolish, gullible person)
  • Dzimeti - kureva mukadzi, mudzimai kubva pashoko reChishona rokuti mudzimai.

Akabva kumwe[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Dheni - imba; pamba rinobva pashoko reChingezi rekuti den.
  • Dhiri - hurongwa hwakaipa kubva paChingezi deal.

G[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Garinya - kureva musikana asina hunhu kana tsika (girl of loose morals)
  • Getekete - kureva hambautare hombe so (big, dilapilated vehicle)
  • Gevha - kureva mbavha, tsotsi (conman, trickster)
  • Giringo - kureva munhu ari (carefree; comic figure)
  • Gombototo - kureva madharaki anopindisa munjodzi, kana mbanje (marijuana; dangerous drug)
  • Gwazhi - kureva chikoro
  • Gweja - kureva (male illegal gold planner)
  • Gulezi - kureva kuti mukadzi wamukoma, kureva maiguru.

Akabva kumwe[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Gasi - kureva doro/hwahwa rinobva paChingezi - gas.
  • Gogasi - kureva kuti ambuya kana gogo - kubva paChinguni.
  • Gungeti - kureva kuti gumbeze kana jira, kubva paChingezi - blanket.

H[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Hwaga - kureva hure asi iri ishoko risiri ofensivhi (offensive)

Akabva kumwe[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Hon'asi - kureva kuti kuva ne zhara/nzara, rinobva kuChingezi pazwi rokuti hunger.

I[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ikete - kureva zviri bho uye zvakanaka (it's ok; fine)

J[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Akabva kumwe[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Jagwa - musasanginisa ne Jhagwa mhuka, shoko iri rinoshandiswa kureva hambautare, rinobva paChingezi - jaguar.

K[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kubheka - kureva kuona, kusvikirwa neruzivo (to realise)
  • Kubvonga - kugadzira zvokudya / chikafu chokudya
  • Kudhunduza - kureva kubondana (to have sex)
  • Kudhunya - kureva kutsamwa (to be mad)
  • Kuherereka - kureva kuitika
  • Kujika - kureva kuramba, kusabvuma, (to refuse; to deny)
  • Kujingirisa - kureva kuzama muupenyu, kubata bata kuti zvinhu zvanake, kushandira upenyu hwako (to try make ends meet)
  • Kukenerana - kureva kushamwaridzana kwevanhu vaviri kana kuwirirana.
  • Kuketa - kureva kugona kuChikoro, kana (to realise)
  • Kukwapaidza - kureva kurova kana kukunda, kugwisana (to beat up; to defeat)
  • Kumanga - kureva kunyengana asi shoko iri ravakushandiswa nekuti iko kuti "kunyengana" zvinoreva kuti kubondana kumimwe mitauro ye Chishona. Kumanga ravakuturukirwa kuti (to propose love).
  • Kushamula - kureva kusiya, kuenda, kubvapo uchienda (to leave; to go)
  • Kutsvobida - kureva kufara (to be exciting)
  • Kuvha - kureva (drink), izvi ndiko kuti kunwa here kana chinwiwa?
  • Anowaridza (v. has great skill).

Akabva kumwe[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kahwani - tarisai futi mahwani, shoko iri rinoshandiswa kureva zvinhu zvirinyore kana zvinhu zvakaoma. Shoko iri rinobva kuChingezi pashoko rokuti one.
  • Kubhaiza - kureva kuti kuresva (make an error), rinobva pachingezi - bias.
  • Kubhaudha - kureva kubondana, kuita zvepabonde rinobva paChingezi - bolt.
  • Kubhiga - kureva kuremekedza munhu, rinobva pazwi rokuti big paChingezi.
  • Kuchila - kureva kuzorora kana kunyorara rinobva pa chill, shoko reChingezi.
  • Kufaya - kureva kunakidza rinobva pashoko rekuti fire reChingezi.
  • Kufizuka -

M[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Akabva kumwe[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Musaladhi, Musalhalha - kureva vanhu vanogara kudzimba dzakanaka, rinobva kuChingezi - salad(s).

N[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ngezha - kureva murume akapfuma

V[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vhuzhi - kureva (sleek motor vehicle)

W[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Wanga - kureva (poor; clueless man)

Mamwe mapeji ekutarisa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Sleng'i - kureva kuti slang, ririkupereterwa sezvoitwa nyong'o.

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Rugare Mareva, (Chikungururu-Nyamavhuvhu, 2014) "The Art of neologism and borrowing: Some recent additions to the Shona slang lexicon." G.J.I.S.S.,Vol.3(4):179-183, ISSN: 2319-8834.
  2. https://journals.co.za/doi/pdf/10.10520/AJA03790622_614
  3. https://mapanzure.wordpress.com/2018/03/03/the-karanga-words-borrowed-from-afrikaans/