Kukenerana
Kukenerana zvinoreva kupindirana kana kuwirirana kwevanhu vaviri.
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Chido naTakudzwa vari kukenerana chaizvo mazuvano.
- Wamuudzireyi nyaya yangu? Inini naBoston hatikenerane.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Basotho vanoti ho kena (to go in, to enter, to attend) kureva kupinda. Zvichida slang yokuti kukenerana inotodzana nezwi iri?