Svetuka kuchirochemo

Dinga

Kubva Wikipedia
  • Dinga (Blind Snake) zvichireva Tsvukukuviri.
  • Dinga sezita izita remhuri.
  • Dinga (Despised Uncouth person).
  • -dinga (1. Cherish, 2. tend lovingly, 3. Give oneself airs). Baba vanodinga mwana. Mukoma uyo anozvidinga - he give himself airs.
  • Kudingaidza (Cause to be conceited). Usadingaidze mwana nokumupa zvose zvaanoda.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaTonga vanoti dingama (v. bend over; become bent).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.