Katsi
Katsi (cat in English) imhuka inopfuyiwa pamusha. Zita rokuti katsi rinobva kuEnglish; zita rakare reShona rinoti mangoyi kana nemangwe. Vamwe vanochengeta katsi nokudzida sevadziri vamwe vanodzida kubatsira kuuraya makonzo.
Pamhuka dzemusango kune zvikara zviri mumhuri yekatsi zvinosanganisira: shumba; mbada; dindingwe nedzimweo dzinowanikwa kune zvimwe zviwumbe.
Chirevo - Kutenda kwakitsi kuri mumoyo.