Mutupo ye Shava
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuShava)
Vayera Shava vanoyeresa mhuka inonzi mhofu kana kuti nhuka.
- Shava Musimuvi
- Shava Masarirambi
- Shava Wakanonoka
- Shava Mukonde
- Shava Museyamwa
- Shava Nyakudirwa
- Shava Nyakuwiruka kana Shava Nyakuviruka dzinza ra Nyavira, raitonga nyika iri pakati pe Dzivarasekwa, Mhanyame River (Hunyani), Mazoe River kusvika Mazvikadei/Banket
- Shava Mazarura idzinza riri pedyo neRwizi Mupfure.
- Shava Mwendamberi idzinza raChivero vari kuMadokero kwe Chivero.
- Shava Mhukahuru Murehwa idzinza raNeuso vari kuGokwe neSanyati.
- Shava Mvuramavi rine madzinza anoti Nemangwe, Nenyanga, Negonde, Nyavira, Neharava, Seke Mutema
- Shava Mufakose
- Shava Mutenhesenwa vari kuMaodzanyemba kwe Zimbabwe.
- Shava Nematombo
- Shava Mayinje idzinza raGutsa, vanhu ava vakagara kuNorth uye vave nezita rinonzi Makuni vekuDiwa