Svetuka kuchirochemo

Shava Nyakudirwa

Kubva Wikipedia

Mhofu shava Nyakudirwa. Maita Masvinga, Hekani Muchamaya, Zvaitwa mwana waKache Tinotenda Mhukahuru. Maita vari Shangure, Kuziva zvenyu vari Chikwidibire. Maita matateguru, Vari Chamukwenjera. Zvaitwa vari Maware, Hekani Gurudza, Vokwa Tungebwe, vokwaMuchenje. Hekani Bonda, Mhofu yangu yiyi, Zvaonekwa mwana waMusandinyange. Maita Makanganya, Maguhwu.naNyanzira nakache chikwata chekwaMusandinyange Tinotenda mwana waMukunyadzi naNyanzira, Varandutsira vamwe pfumo rauya Richibva kune imwe nyika, vakoromokii vachibva padombo Gena kukasara mambwe machena mudzingidze mutiusina tseta maita mapuka varichikwidibire vekwanhopii yataidza pfuuraii zuva rigere wanzii mupenanii Mushava weparunjii Musandinyange gombwe guru remasvikiro edzimbabwe Maita Nhuka muchamaya zvaonekwa Mutami Mukunyadzie Nyanzira nakache chikwata chekwaMusandinyange Vesadza dete gobvu rinodzipa vana Vanodanhevedzo yeropa regwaii misodzi yevachamaya haiidohere pasii.Zvaonekwa Mukunyadzie zvaonekwa Nyanzira hazvitangwe musati masvika guru remanyanzira veimbayevanji maitashava nyakudirwa Mhofu yemukonosimbi inodya dzimwe velmba hombe Nhoroondo yevachamaya vana vaMusandinyange 🎀📌✨✨👑

Pasichigare paye pakange paiono Murume ainzi

(Musandinyange )Nhasii tine  nhorooondo yeVashava veparunji Mukunyadzie mudzingidze muberekii wevanhu tsvimbo tsvuku

Murandutsira pfumo pahondo🤝🔥🔥 Nyakudirwa

(Musandinyange )knaa musanyenge aigara  pa (Tanganyika) Tanzania munomu Africa munzvimbo iyoyo paive  pagomo rainzi chamaya chemabunduzi📌✨

Musanyange ndiye aiiva

Baba verudzi nevanhue avaa ndoyaaaiiva mhurii yake murume uyu

Aivanevana vaiti Mutami ndiye aiva nhevanji WaMusanyange nana Bere 📌🌟👑 nevanunguna vake Biri na ganyire a hanzvadzii huru yake .

Zvino yakati yakwana nguva yekuti mhuri yemurume mukuru uyu

Ayambuke nemhuri yake

Akatuma vaviri ava Biri na Ganyire

Vakatumwa na Baba vavo kunosora guta nerwizi  Musandinyange gombwe guru akapa Biri

Tsvimbo kuti aroove mvura pagungwa rwizi

Zambezi  rukamuke nepakati nokuti Baba Musandinyange akaatiiye handidi vana vanoyambuka gungwa nemagwa knaa zvikepe akatiii vangu vanopinda nepasi  ndokubva arova mvura nepakati sezvainge arairarwa obva ayambuka chokwadii vayambuka gungwa ndokubva vaona mhofu yaive yafa yega vakabva vatitaona  ndokuiona iripedyo nerwizi gungwa vakaiona yakafapo vakatora mvura vakaidira vakashambidza nemukombe ndikokuti ( vakaidira vakageza =ndipopakazobuda zita rokuti  Nyakudirwa vainge vadira nokugeza nyama yemhuka yaerwa nomu Mukuru pamberi anzi( Musandinyange) vakatora mapanga vakavhiya  nyama yayo  nokuti vavaziya nenzara

Ndokubva Baba Musandinyange gombwe guru ndokuzviziva achiri pachamaya chemabundu gomo rinematombo machena

Akabatika nokutsamwa nazvo (Musandinyange)aiva nomudzimu unochengeta kurwira uye kuvhikirira pazvikara  zvesangao kt Musandinyange =zvoreva kt hamuna zvaimaiita mukasamuzivisa chero mahwandaseii azvibata uye aiizviona ndikokuti Musandinyange gombwe guru svikiro reparunji rwechikomo chemabhunduzi

Nokuda kokuti aziviswa kuvanzika uye ari lshe naBaba na Mambo uye anerudzi rwake rwainzi rwouchamaya .

Vadya kudaro Baba vaMusandinyange vakazotera vakupendera nokuvhara Gungwa ndopavakatera nanevanji

Wake Mutami mwanakomana mukuru wa(Musandinyange)

Nemadzimai nevana nevamwe vaninhingina vakateera nepasi sezvainge vareva kt vachapinda nemvura uye semashoko avo pasipanofamba mvura pakaomeswa vakapinda nemhurii sekureva kwavo ndiko kusvika nekubuda murwizi zambezi  

Vasvikapo vakaonapo Biri naGanyire  Baba vaMusandinyange vakataurira kt nhasi ndakurambai hamusisiri vana vangu mapanduka

Matsunga kudya mutupo

Nemuko  sakaa kubva nhasi hamuchadeedzwa zve kunzii VachaMaya.

Makunzi vatsunga vanhu vekwanyandoro  nokuti vaive vatsunga kudya mhuka yatinoera mhofu

Vadya nyama vakabata ndoro ( chiremba hwise ) dzinopfedzwa Madzilshe na Madzimambo nokudaro Tapatsanurana vakazoendawo nedivi ravo

Vachibva parwizi vakabva vaenda pa(chambara )chinonzi chamukwenjera nzvimbo yeManyene mu (chivhu )

Vabvovasvika vobva vaga(muchamukwenjera

Vaine mhuri yavo

Vakagarapoo makore nemakore makore Vakazobvapo vaMusandinyange vakataurira mhuri nemakurukota kt ndakuenda ( Mandavi=Mt darwin) ndiko mavakazofira nanevanji wavo Mutami

Mutami nhevanji WaMusanyange  murume uyu  ndiye abereka

Vana vake vazhinji akavabarira pachambara

Pa Chamukwenjera ichochinonzi chakakoromoka  kukoromoka kwacho ndekwekuti  Musandinyange naMutami vabvapo pakabva pasara mabwe machena 📌 vana nemhurii dzavoo uye iiye Musandinyange gombwe guru naMutami vabvaa sakaa pakasara pangove pachambara mukwenjera mukoromoki aiive abva aenda (mount Darwin)

Saka akasara azorii mukuru makore nemakore n

Chiseko musanyenge aigara  pa Tanzania pagomo rainzi chamaya chemabunduzi

Musanyange ndiye aiiva

Baba verudzi nevanhue avaa ndoyaaaiiva mhurii yake murume uyu

Aivanevana vaiti Mutami ndiye aiva nhevanji WaMusanyange nevanunguna vake Biri na ganyire a hanzvadzii huru yake .

Zvino yakati yakwana nguva yekuti mhuri yemurume mukuru uyu

Ayambuke nemhuri yake

Akatuma vaviri ava Biri na Ganyire

Vakatumwa na Baba vavo kunosora guta nerwizi  Musandinyange gombwe guru akapa Biri

Tsvimbo kuti aroove mvura pagungwa rwizi

Zambezi  rukamuke nepakati nokuti Baba Musandinyange akaatiiye handidi vana vanoyambuka gungwa nemagwa knaa zvikepe akatiii vangu vanopinda nepasi  ndokubva arova mvura nepakati sezvainge arairarwa obva ayambuka chokwadii vayambuka gungwa ndokubva vaona mhofu yaive yafa yega vakabva vatitaona  ndokuiona iripedyo nerwizi gungwa vakaiona yakafapo vakatora mvura vakaidira vakashambidza nemukombe ndikokuti ( vakaidira vakageza =ndipopakazobuda zita rokuti  Nyakudirwa vainge vadira nokugeza nyama yemhuka yaerwa nomu Mukuru pamberi anzi( Musandinyange) vakatora mapanga vakavhiya  nyama yayo  nokuti vavaziya nenzara

Ndokubva Baba Musandinyange gombwe guru ndokuzviziva achiri pachamaya chemabundu gomo rinematombo machena

Akabatika nokutsamwa nazvo (Musandinyange)aiva nomudzimu unochengeta kurwira uye kuvhikirira pazvikara  zvesangao kt Musandinyange =zvoreva kt hamuna zvaimaiita mukasamuzivisa chero mahwandaseii azvibata uye aiizviona ndikokuti Musandinyange gombwe guru svikiro reparunji rwechikomo chemabhunduzi

Nokuda kokuti aziviswa kuvanzika uye ari lshe naBaba na Mambo uye anerudzi rwake rwainzi rwouchamaya .

Vadya kudaro Baba vaMusandinyange vakazotera vakupendera nokuvhara Gungwa ndopavakatera nanevanji

Wake Mutami mwanakomana mukuru wa(Musandinyange)

Nemadzimai nevana nevamwe vaninhingina vakateera nepasi sezvainge vareva kt vachapinda nemvura uye semashoko avo pasipanofamba mvura pakaomeswa vakapinda nemhurii sekureva kwavo ndiko kusvika nekubuda murwizi zambezi  

Vasvikapo vakaonapo Biri naGanyire  Baba vaMusandinyange vakataurira kt nhasi ndakurambai hamusisiri vana vangu mapanduka

Matsunga kudya mutupo

Nemuko  sakaa kubva nhasi hamuchadeedzwa zve kunzii VachaMaya.

Makunzi vatsunga vanhu vekwanyandoro  nokuti vaive vatsunga kudya mhuka yatinoera mhofu

Vadya nyama vakabata ndoro ( chiremba hwise ) dzinopfedzwa Madzilshe na Madzimambo nokudaro Tapatsanurana vakazoendawo nedivi ravo

Vachibva parwizi vakabva vaenda pa(chambara )chinonzi chamukwenjera nzvimbo yeManyene mu (chivhu )

Vabvovasvika vobva vaga(muchamukwenjera

Vaine mhuri yavo

Vakagarapoo makore nemakore makore Vakazobvapo vaMusandinyange vakataurira mhuri nemakurukota kt ndakuenda ( Mandavi=Mt darwin) ndiko mavakazofira nanevanji wavo Mutami

Mutami nhevanji WaMusanyange  murume uyu  ndiye abereka

Vana vake vazhinji akavabarira pachambara

Pa Chamukwenjera ichochinonzi chakakoromoka  kukoromoka kwacho ndekwekuti  Musandinyange naMutami vabvapo pakabva pasara mabwe machena 📌 vana nemhurii dzavoo uye iiye Musandinyange gombwe guru naMutami vabvaa sakaa pakasara pangove pachambara mukwenjera mukoromoki aiive abva aenda (mount Darwin)

Saka akasara azorii mukuru makore nemakore nemakore apera  aiva Mukutirwa

Aiva nhevanji waMutami

Mukutirwa📌📌

Chikove🎀

Ngwasha -Manyani

Svikiro✨📌

Chikodze

Bere🌟

Kurehwasekwa

Chirere

Goredema

Shamba varidxi vembira

Mbidzoo

Dumba

Chiteme

Mukono

Sadzaa✨

Shekede

NaNyanzira

Muchecheterwa

Warikandwa

Mudhungwe

Chiundura

Ndidzo dzimba diki iidza Mutami

Payarira

Padenga

Nyamhere

Tigerepai

Charikano-pise

Chiseko

Hwedza go-to mukamba❤️👂🏾🫴🏽

Ruzvidzoo

writen by Mukutirwa Mushanyirwa Takunda Takudzwa lennos Rodwell Jnr .[From philip chigova nyika Mukutirwa 1]
Bosho rekududza: <ref> tags exist for a group named "From philip chigova nyika Mukutirwa", but no corresponding <references group="From philip chigova nyika Mukutirwa"/> tag was found